Sulumani Chimbetu And His People Are Crooks, Dakuvasungisa:Soul Jah Love fumes!

1028

The relationship between Dancehall star, Soul Jah Love and Denedera King Sulumani Chimbetu has turned sour.

The two who did a song together -Nyuchi-on Sulu’s latest album titled Gunship are now stinging each other with Soul Jah Love threatening to sue Sulu and his camp for advertising him on their show while he was engaged somewhere else.

Soul Jah Love is also bitter with Sulu for swindling him his money.

The relationship went sour last Sunday when the two were supposed to perform together at the Stream Bank in Mbare, a show Soul Jah Love says he was not aware of.

Soul Jah Love only revealed that he only got to know about the show on Thursday when he saw a poster in town and no one from Sulu’s camp had even made an effort to contact him about the show.

“Ini ndakatozongoona poster mutown musi weThursday and handina chandaiziva. These days mukadzi wangu(Bounty Lisa) takes all the calls because ndiye manager wangu but she told me no one had contacted about the show.

“Ini chero ndikanzi ndinonyepa, mukadzi wangu anganyepa here? Ndakaenda kuStream bank ikoko ndikavaudza vanhu kuti kana vachipinda mushow imomo hameno havo varikupindira Dendera and not Conquering, ini ndakabva ndabva ipapo.

“Vakandidaro futi pashow yelast Thursday kuDining Point, ndakangoiswa paposter, haana chandaiziva. Ndakazotaura nemudhara wacho weDining Point akanditi akanditi Sulu akati makataurirana pachenyu muchapanana mari dzenyu. Kana ndiwewo, pane artiste akambobhadhara imwe artiste mari? Hanty kana uchida artist unotaura ne artist yacho?

Sulu’s Manager, Joe Local Nyamungoma, admitted that Soul Jah Love had not been informed about the how but then the issue was discussed and agreed on a way forward.

“Issues about shows are handled by our Operations Manager, Pliers. When Pliers approached me, I then asked him kuti sei adaro akangoti ndakangoi Soul Jah Love chimwe chedu. I then called Soul Jah Love and we came to an agreement kuti tiite yemagate yatakaita kwaMutare tongosheya.

“So they agreed naPliers tikatowirirana kuti Soul Jah Love auye nevanhu vake vepagate. So come Sunday, I was surprised to hear that Soul Jah Love auya achiudza vanhu kuti he is not performing. So I then called Bounty Lisa and she told me she knows nothing about the agreement that we made on Thursday about the show.

“However she said they could not make it because he was not well and she had to take care of him but to my surprise iye Soul Jah Love akauyakuzouda vanhu kuti haasi kuridza.

“After that mudhara weStream Bank akamuteera akaedza kutaura naye kuti unoda mari kuti uridze but they failed to reach an agreement.

“Ini ndaisada kuvapo because Soul Jah Love aita kunge akati dhakwei. But later kuma7pm, Bounty Lisa akafona kuna Pliers. I think Soul Jah Love was now home, akati tikauya munotipa marii and takatomuisa paLoudspeaker, but Soul Jah Love anga audza vanhu kuti haasi kuperformer kudhara and some left and we just decided kuti varegedze havo.

“We ended up hiring Kinna kuti titocover gap racho. Isusu we had arranged to put some money aside for him since they had said he was not feeling well. But nenyaya yakaitika last Thursday kuDining Point, I think munhu anga akungofunga kuti ndozvichaitika futi.

“Isu we had agreed nemudhara we Dining Point akati bvunza kuti munoda kuita nani isu tikati Soul Jah Love but problem ndeyekuti they printed posters before they talked to him about his performing fee. They were the ones supposed to talk to him and agree on a fee.

Soul Jah Love dismissed all that,” Kunyeperwa kani, vanhu ivava matsotsi, mudhara wekuStream Bank akanditevera uyu aitonditi ini handidi kuzotaurwa kana nyaya yenyu yakuzoenda kumapepa(newspapers). I have been paid by the promoters for all my shows, Mutare mudhara Mupfumi paid me, PaKadoma ndakabhadharwa nemuridzi webhawa kana yekuprivate Lounge, hapana show yatakaita zveghedhi zvavaida kundiitisa.

“They owe me $200 yekuDandaro but ivo vatokanganwa, demo ndiro rinokanganwa but not muti watemwa.”

Soul Jah Love went on to say he has already engaged a lawyer for the matter and doesn’t see his relationship with Sulu getting back together.

“Ndine Mudhara wangu lawyer anga ari kuStream Bank aitofunga kuti I am performing there but akangonditi tora poster tifambise nyaya yacho. Saka nyaya yacho yava kumagweta, tanga tisati tambozviitawo but tava kutozvitangira ipapa. Ha zvekuti tichaonerana futi hameno,” he said.

When Bounty Lisa was called she said none of the guys from Sulu’s camp had called her about the Sunday Stream Bank show while Pliers referred all questions to Hoe Local who is the outfit’s spin doctor.